-
2 Madzimambo 3:12Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
12 Jehoshafati akabva ati: “Shoko raJehovha riri kwaari.” Naizvozvo mambo waIsraeri naJehoshafati namambo weEdhomu vakaenda kwaaiva.
-
-
2 Madzimambo 6:32Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
32 Zvino Erisha akanga akagara mumba make, uye varume vakuru vakanga vakagara naye,+ mambo paakatuma mumwe murume achibva kwaari. Nhume yacho isati yapinda maaiva, iye akati kuvarume vakuru: “Maona here kuti mwanakomana uyu wemhondi+ atuma sei munhu kuzobvisa musoro wangu? Onai: nhume yacho painongosvika pedyo, vharai suo, muisundidzire shure nesuo. Hakuna here mutsindo+ wetsoka dzashe wake shure kwake?”
-