2 Makoronike 24:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mambo akabva ataura shoko, naizvozvo vakagadzira bhokisi,+ vakariisa kunze pagedhi reimba yaJehovha. Mako 12:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Zvino akagara pasi paaikwanisa kuona midziyo yokuisa mari,+ akatanga kucherechedza kudonhedzera mari kwaiita boka revanhu mumidziyo yokuisa mari; uye vanhu vazhinji vakapfuma vakanga vachidonhedzera mari zhinji.+ Ruka 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino paakatarira akaona vapfumi vachidonhedzera zvipo zvavo mumidziyo yokuisa mari.+
8 Mambo akabva ataura shoko, naizvozvo vakagadzira bhokisi,+ vakariisa kunze pagedhi reimba yaJehovha.
41 Zvino akagara pasi paaikwanisa kuona midziyo yokuisa mari,+ akatanga kucherechedza kudonhedzera mari kwaiita boka revanhu mumidziyo yokuisa mari; uye vanhu vazhinji vakapfuma vakanga vachidonhedzera mari zhinji.+