RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Vakatanga kubvisa vanamwari vokune dzimwe nyika pakati pavo,+ vakashumira Jehovha,+ zvokuti mweya wake+ hauna kushivirira nokuda kwokunetseka kwaIsraeri.+

  • 2 Madzimambo 14:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Jehovha akanga apikira kusaparadza zita raIsraeri pasi pematenga.+ Naizvozvo akavaponesa+ noruoko rwaJerobhoamu mwanakomana waJehoashi.

  • Nehemiya 9:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+

  • Pisarema 86:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Asi imi, haiwa Jehovha, muri Mwari ane ngoni neane nyasha,+

      Anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo nechokwadi.+

  • Isaya 30:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Naizvozvo Jehovha acharamba akamirira kuti akunzwirei nyasha,+ naizvozvo achasimuka kuti akunzwirei ngoni.+ Nokuti Jehovha ndiMwari wokururamisira.+ Vanofara+ vose vaya vari kuramba vachimumirira.+

  • Mariro 3:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Nokuti kunyange akashungurudza,+ achanzwirawo ngoni maererano nokuwanda kwomutsa wake worudo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe