Eksodho 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+
24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+