RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 13:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvokuti, kudai munhu aikwanisa kuverenga guruva renyika, vana vako vaizoverengwawo.+

  • Genesisi 17:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+

  • Genesisi 22:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+

  • Eksodho 32:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Yeukai Abrahamu, Isaka naIsraeri vashumiri venyu, vamakapikira muchipika nemi pachenyu,+ zvamakati kwavari, ‘Ndichaita kuti vana venyu vawande senyeredzi dzokumatenga,+ ndichapa vana+ venyu nyika yose iyi yandakasarudza, kuti vaiite yavo nokusingagumi.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe