Genesisi 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+
3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+