Genesisi 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+ Revhitiko 26:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho.
13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+
42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho.