Dheuteronomi 25:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kana Jehovha Mwari wako akuzorodza pavavengi vako vose vakakupoteredza munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako senhaka kuti uitore ive yako,+ unofanira kudzima kutaurwa kwaAmareki pasi pematenga.+ Usakanganwa. Dheuteronomi 29:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jehovha haazodi kumukanganwira,+ asi hasha dzaJehovha+ nokubishaira+ kwake zvichabva zvapfungairira murume iyeye,+ uye kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iri+ kuchagara paari, uye Jehovha achadzima zita rake pasi pematenga.
19 Zvino kana Jehovha Mwari wako akuzorodza pavavengi vako vose vakakupoteredza munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako senhaka kuti uitore ive yako,+ unofanira kudzima kutaurwa kwaAmareki pasi pematenga.+ Usakanganwa.
20 Jehovha haazodi kumukanganwira,+ asi hasha dzaJehovha+ nokubishaira+ kwake zvichabva zvapfungairira murume iyeye,+ uye kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iri+ kuchagara paari, uye Jehovha achadzima zita rake pasi pematenga.