RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 13:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Naizvozvo Jehovha akapa vaIsraeri muponesi,+ zvokuti havana kuzodzvinyirirwa neSiriya, uye vanakomana vaIsraeri vakaramba vachigara mumisha yavo sezvavaiita kare.+

  • Pisarema 86:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Asi imi, haiwa Jehovha, muri Mwari ane ngoni neane nyasha,+

      Anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo nechokwadi.+

  • Jeremiya 31:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 “Efremu mwanakomana anokosha kwandiri, kana kuti mwana anodiwa here?+ Nokuti kusvikira pakutaura kwangu ndichipesana naye ndichamuyeukazve.+ Ndokusaka ura hwangu hwava husina kugadzikana nokuda kwake.+ Chokwadi ndichamunzwira tsitsi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • Hosiya 1:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Asi ndichanzwira imba yaJudha ngoni,+ ndichavaponesa naJehovha Mwari wavo;+ asi handizovaponesi nouta kana nebakatwa kana nokurwa, nemabhiza kana nevatasvi vemabhiza.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe