Genesisi 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Pakutanga+ Mwari+ akasika+ matenga nenyika.+ Pisarema 102:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Imi makavaka nheyo dzenyika kare kare,+Uye matenga ibasa remaoko enyu.+ Isaya 44:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako,+ iye Akakuumba mudumbu: “Ini, Jehovha, ndiri kuita zvinhu zvose, ndiri kutatamura matenga+ ndiri ndoga, ndiri kuwaridza nyika.+ Ndiani aiva neni?
24 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako,+ iye Akakuumba mudumbu: “Ini, Jehovha, ndiri kuita zvinhu zvose, ndiri kutatamura matenga+ ndiri ndoga, ndiri kuwaridza nyika.+ Ndiani aiva neni?