2 Samueri 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akarwisa vaMoabhi,+ akavayera netambo, achiita kuti varare pasi, kuti ayere netambo kaviri vokuti auraye, uye ayere netambo yakakwana vokuti achengetedze vari vapenyu;+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi+ vairipa muripo.+ 2 Madzimambo 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Mesha+ mambo weMoabhi akava munhu anopfuwa makwai, uye airipa mambo waIsraeri makwayana zviuru zana nemakondohwe asina kuveurwa zviuru zana.
2 Akarwisa vaMoabhi,+ akavayera netambo, achiita kuti varare pasi, kuti ayere netambo kaviri vokuti auraye, uye ayere netambo yakakwana vokuti achengetedze vari vapenyu;+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi+ vairipa muripo.+
4 Zvino Mesha+ mambo weMoabhi akava munhu anopfuwa makwai, uye airipa mambo waIsraeri makwayana zviuru zana nemakondohwe asina kuveurwa zviuru zana.