Revhitiko 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 uye moto wakabuda pamberi paJehovha,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa, nemafuta zvaiva pamusoro peatari. Vanhu vose pavakazviona, vakatanga kushevedzera,+ vakawira pasi nezviso zvavo. 1 Madzimambo 18:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+ 2 Makoronike 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.
24 uye moto wakabuda pamberi paJehovha,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa, nemafuta zvaiva pamusoro peatari. Vanhu vose pavakazviona, vakatanga kushevedzera,+ vakawira pasi nezviso zvavo.
38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+
7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.