RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 15:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Naizvozvo akaenda pamberi paAsa akati kwaari: “Ndinzwei, haiwa imi Asa nemi mose vaJudha nevaBhenjamini! Jehovha anemi chero bedzi imi muinaye;+ uye kana mukamutsvaka,+ iye achaita kuti mumuwane, asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+

  • Ezra 8:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Nokuti ndakanyara kukumbira uto+ rehondo nevatasvi vemabhiza+ kuna mambo kuti ritibatsire pakurwisana nomuvengi munzira, nokuti takanga tati kuna mambo: “Ruoko+ rwaMwari wedu ruri pane vose vanomutsvaka nokuda kwezvakanaka,+ asi simba rake nokutsamwa kwake+ zvinorwisana navose vaya vanomusiya.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe