RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 31:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ndichabva ndavatsamwira kwazvo pazuva iroro,+ ndichavasiya+ ndovavanzira chiso changu,+ uye vachava chinhu chinofanira kuparadzwa; matambudziko mazhinji nenhamo zvichavawira,+ uye nezuva iroro vachati, ‘Matambudziko aya haana kutiwira nokuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+

  • Pisarema 73:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+

      Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+

  • Isaya 1:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Vanomukira nevanotadza vachaparara panguva imwe chete,+ uye vaya vanosiya Jehovha vachapera.+

  • VaHebheru 10:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 “Asi munhu wangu akarurama achararama nokuda kwokutenda,”+ uye, “kana akadzokera shure, mweya wangu hauzomufariri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe