Jobho 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Anobuda seruva, ogurwa,+Anotiza somumvuri+ uye haarambi aripo. Jakobho 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+
14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+