1 Makoronike 29:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Pfuma+ nokukudzwa+ zviripo nokuda kwenyu, munodzora+ zvinhu zvose; simba+ noukuru zviri muruoko rwenyu,+ uye muruoko rwenyu mune simba rokuita zvinhu zvikuru+ nokupa vose simba.+
12 Pfuma+ nokukudzwa+ zviripo nokuda kwenyu, munodzora+ zvinhu zvose; simba+ noukuru zviri muruoko rwenyu,+ uye muruoko rwenyu mune simba rokuita zvinhu zvikuru+ nokupa vose simba.+