RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 14:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Asa akashevedzera kuna Jehovha Mwari+ wake, akati: “Haiwa Jehovha, imi munobatsira musinei nokuti kune vazhinji kana vaya vasina simba.+ Haiwa Jehovha Mwari wedu, tibatsirei, nokuti tinovimba nemi,+ uye tauya kuzorwa neboka revanhu ava muzita renyu.+ Haiwa Jehovha, ndimi Mwari wedu.+ Musarega munhuwo zvake achiva nesimba pakurwa nemi.”+

  • Pisarema 44:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Nokuti iwo haana kutora nyika yacho kuti ive yawo nebakatwa rawo,+

      Ruoko rwawo harusi irwo rwakaaunzira ruponeso.+

      Nokuti rwaiva ruoko rwenyu rworudyi nechanza+ chenyu nechiedza chechiso chenyu,

      Nokuti maiafarira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe