1 Makoronike 23:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti basa ravo raiva rokubatsira vanakomana vaAroni+ kuita basa reimba yaJehovha rokutarisira zvivanze+ nokutarisira dzimba dzokudyira+ nokutarisira kunatswa kwezvinhu zvose zvitsvene+ nezvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaMwari wechokwadi, 1 Makoronike 28:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 nepurani yezvinhu zvose yaakanga apiwa achiita zvokufuridzirwa+ yezvivanze+ zveimba yaJehovha neyedzimba dzose dzokudyira+ dzaiva kumativi ose, yedzimba dzokuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi uye dzepfuma yezvinhu zvakaitwa zvitsvene;+
28 Nokuti basa ravo raiva rokubatsira vanakomana vaAroni+ kuita basa reimba yaJehovha rokutarisira zvivanze+ nokutarisira dzimba dzokudyira+ nokutarisira kunatswa kwezvinhu zvose zvitsvene+ nezvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaMwari wechokwadi,
12 nepurani yezvinhu zvose yaakanga apiwa achiita zvokufuridzirwa+ yezvivanze+ zveimba yaJehovha neyedzimba dzose dzokudyira+ dzaiva kumativi ose, yedzimba dzokuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi uye dzepfuma yezvinhu zvakaitwa zvitsvene;+