Eksodho 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino akati: “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbrahamu, Mwari waIsaka naMwari waJakobho.”+ Mosesi akabva avanza chiso chake, nokuti akatya kutarira Mwari wechokwadi.
6 Zvino akati: “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbrahamu, Mwari waIsaka naMwari waJakobho.”+ Mosesi akabva avanza chiso chake, nokuti akatya kutarira Mwari wechokwadi.