Dheuteronomi 4:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+ Joshua 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Patakazvinzwa, mwoyo yedu yakatanga kutya,+ uye hapana munhu achine ushingi nokuda kwenyu,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ 1 Madzimambo 8:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ hakuna mumwe Mwari akaita semi+ kumatenga ari kumusoro kana panyika iri pasi, anochengeta sungano nokuva nomutsa worudo+ kuvashandi+ venyu vanofamba pamberi penyu nemwoyo yavo yose,+ Mateu 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Saka, munofanira kunyengetera seizvi:+ “‘Baba vedu vari kumatenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.+
39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+
11 Patakazvinzwa, mwoyo yedu yakatanga kutya,+ uye hapana munhu achine ushingi nokuda kwenyu,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+
23 akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ hakuna mumwe Mwari akaita semi+ kumatenga ari kumusoro kana panyika iri pasi, anochengeta sungano nokuva nomutsa worudo+ kuvashandi+ venyu vanofamba pamberi penyu nemwoyo yavo yose,+