RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+

  • Dhanieri 4:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Chinhu ichi chiri maererano nomurau wevarindi,+ uye chikumbiro chacho chaitwa nevatsvene, kuti vanhu vapenyu vazive kuti Wokumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwose hwevanhu+ uye kuti anohupa waanoda,+ anogadza pahuri munhu akaderera kwazvo pakati pevanhu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe