-
1 Makoronike 12:18Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
18 Mudzimu+ waMwari wakafukidza Amasai, mukuru wevane makumi matatu akati:
“Tiri venyu, haiwa imi Dhavhidhi, uye tinemi,+ haiwa imi mwanakomana waJese.
Rugare, rugare ngaruve nemi, uye rugare ngaruve neari kukubatsirai,
Nokuti Mwari wenyu akubatsirai.”+
Naizvozvo Dhavhidhi akavagamuchira, akavaita vamwe vevakuru vevarwi.+
-