2 Makoronike 23:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakabva vabudisa mwanakomana wamambo,+ vakaisa korona+ neChipupuriro+ paari, vakamugadza kuti ave mambo, naizvozvo Jehoyadha nevanakomana vake vakamuzodza,+ vakati: “Mambo ngaararame!”+
11 Vakabva vabudisa mwanakomana wamambo,+ vakaisa korona+ neChipupuriro+ paari, vakamugadza kuti ave mambo, naizvozvo Jehoyadha nevanakomana vake vakamuzodza,+ vakati: “Mambo ngaararame!”+