2 Makoronike 36:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+ Mabasa 17:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Naizvozvo, pavakanzwa nezvokumuka kwevakafa, vamwe vakatanga kuseka,+ asi vamwe vakati: “Tichakunzwa pamusoro paizvozvi pane imwe nguva.”
16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+
32 Naizvozvo, pavakanzwa nezvokumuka kwevakafa, vamwe vakatanga kuseka,+ asi vamwe vakati: “Tichakunzwa pamusoro paizvozvi pane imwe nguva.”