RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 36:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+

  • Zvirevo 29:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Munhu anongoramba achitsiurwa+ asi achiomesa mutsipa wake+ achangoerekana atyorwa, uye haazombopori.+

  • Zekariya 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “‘Regai kuita semadzibaba enyu+ ayo vaprofita vekare vakashevedzera kwaari,+ vachiti: “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Ndapota, dzokai, mubve panzira dzenyu dzakaipa nepamabasa enyu akaipa.’”’+

      “‘Asi iwo haana kuteerera, uye haana kundinzwa,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • Mabasa 7:51
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe