Revhitiko 26:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+ Dheuteronomi 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Paunenge uchitambudzika kwazvo uye mashoko ose aya aitika kwauri pachapera mazuva acho, uchabva wadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye uchateerera inzwi rake.+
40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+
30 Paunenge uchitambudzika kwazvo uye mashoko ose aya aitika kwauri pachapera mazuva acho, uchabva wadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye uchateerera inzwi rake.+