RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 32:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Zvisinei, Hezekiya akazozvininipisa+ pakuzvikudza kwomwoyo wake, iye nevagari vomuJerusarema, uye Jehovha haana kuvatsamwira mumazuva aHezekiya.+

  • Ruka 18:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndinokuudzai, Murume uyu akaburukira kumba kwake anzi akarurama+ kupfuura murume uya; nokuti munhu wose anozvikwidziridza achanyadziswa, asi anozvininipisa achakwidziridzwa.”+

  • 1 Petro 5:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Naizvozvo, zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba, kuti iye akukwidziridzei munguva yakakodzera;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe