RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 29:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Hamuna kudya chingwa,+ uye hamuna kunwa waini nedoro rinodhaka, kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’

  • Pisarema 9:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Jehovha anozivikanwa nokutonga kwaakaita.+

      Munhu akaipa ateyiwa nebasa remaoko ake.+

      Higayoni. Sera.

  • Dhanieri 4:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Vachakudzingai pakati pevanhu, muchagara pamwe chete nemhuka dzomusango,+ vachakupai uswa kuti mudye sezvinoita nzombe;+ uye muchanyoroveswa nedova rokumatenga, nguva nomwe+ dzichapera muriko, kusvikira maziva kuti Wokumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwevanhu,+ uye kuti anohupa waanoda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe