Genesisi 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwa nomunhu,+ nokuti Mwari akaita munhu nomufananidzo wake. Numeri 35:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Hamufaniri kugamuchira rudzikinuro nokuda kwomweya wemhondi inofanira kufa,+ nokuti chokwadi inofanira kuurayiwa.+
6 Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwa nomunhu,+ nokuti Mwari akaita munhu nomufananidzo wake.
31 Hamufaniri kugamuchira rudzikinuro nokuda kwomweya wemhondi inofanira kufa,+ nokuti chokwadi inofanira kuurayiwa.+