2 Madzimambo 21:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi vanhu vomunyika yacho vakauraya vose vakanga vamukira+ Mambo Amone. Vanhu vomunyika yacho vakabva vagadza mwanakomana wake Josiya+ kuti ave mambo panzvimbo pake.
24 Asi vanhu vomunyika yacho vakauraya vose vakanga vamukira+ Mambo Amone. Vanhu vomunyika yacho vakabva vagadza mwanakomana wake Josiya+ kuti ave mambo panzvimbo pake.