Genesisi 13:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvokuti, kudai munhu aikwanisa kuverenga guruva renyika, vana vako vaizoverengwawo.+
16 Ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvokuti, kudai munhu aikwanisa kuverenga guruva renyika, vana vako vaizoverengwawo.+