Jeremiya 32:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Sokuunza kwandaita dambudziko guru rose iri pavanhu ava, saizvozvo ndichavaunzirawo zvakanaka zvose zvandiri kutaura pamusoro pavo.+ Jeremiya 33:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Zvanzi naJehovha, ‘Munzvimbo ino yamuchave muchiti idongo risina munhu uye risina chipfuwo, mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema yakaparadzwa+ isina munhu uye isina mugari neisina chipfuwo, muchanzwika+
42 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Sokuunza kwandaita dambudziko guru rose iri pavanhu ava, saizvozvo ndichavaunzirawo zvakanaka zvose zvandiri kutaura pamusoro pavo.+
10 “Zvanzi naJehovha, ‘Munzvimbo ino yamuchave muchiti idongo risina munhu uye risina chipfuwo, mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema yakaparadzwa+ isina munhu uye isina mugari neisina chipfuwo, muchanzwika+