-
Nehemiya 8:4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 Mukopi Ezra akaramba akamira pakakwirira pakagadzirwa nematanda,+ pavakanga vagadzirira nguva yacho; uye Matitiya naShema naAnaya naUriya naHirikiya naMaaseya vakanga vakamira pedyo naye kurudyi rwake, uye kuruboshwe rwake kwaiva naPedhaya naMishaeri naMarikija+ naHashumu+ naHashi-bhadhana, Zekariya naMeshuramu.
-