Dheuteronomi 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+ 2 Madzimambo 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ndinokukumbirai kwazvo, haiwa Jehovha, ndapota, yeukai+ kufamba+ kwandakaita pamberi penyu muchokwadi+ uye nomwoyo wakakwana,+ uye ndakaita zvakanaka pamberi penyu.”+ Hezekiya akatanga kusvimha misodzi kwazvo.+ 2 Makoronike 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+ Nehemiya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+
9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+
3 “Ndinokukumbirai kwazvo, haiwa Jehovha, ndapota, yeukai+ kufamba+ kwandakaita pamberi penyu muchokwadi+ uye nomwoyo wakakwana,+ uye ndakaita zvakanaka pamberi penyu.”+ Hezekiya akatanga kusvimha misodzi kwazvo.+
9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+
5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+