-
2 Makoronike 14:11Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
11 Asa akashevedzera kuna Jehovha Mwari+ wake, akati: “Haiwa Jehovha, imi munobatsira musinei nokuti kune vazhinji kana vaya vasina simba.+ Haiwa Jehovha Mwari wedu, tibatsirei, nokuti tinovimba nemi,+ uye tauya kuzorwa neboka revanhu ava muzita renyu.+ Haiwa Jehovha, ndimi Mwari wedu.+ Musarega munhuwo zvake achiva nesimba pakurwa nemi.”+
-