1 Madzimambo 8:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+
47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+