2 Makoronike 30:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Vapristi, vaRevhi, vakazosimuka, vakakomborera+ vanhu; uye inzwi ravo rakanzwika, zvokuti munyengetero wavo wakasvika kunzvimbo yake tsvene yaanogara, iko kumatenga.+ Pisarema 123:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 123 Ndakatarira kwamuri,+Haiwa Imi munogara kumatenga.+ VaHebheru 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+
27 Vapristi, vaRevhi, vakazosimuka, vakakomborera+ vanhu; uye inzwi ravo rakanzwika, zvokuti munyengetero wavo wakasvika kunzvimbo yake tsvene yaanogara, iko kumatenga.+
24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+