Eksodho 40:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino gore+ rakafukidza tende rokusanganira, kubwinya kwaJehovha kukazadza tebhenekeri. 1 Madzimambo 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vapristi+ vakanga vasingakwanisi kumira kuti vashumire+ nokuda kwegore racho, nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.+
11 Vapristi+ vakanga vasingakwanisi kumira kuti vashumire+ nokuda kwegore racho, nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.+