Eksodho 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Vanhu vakabva vatenda.+ Pavakanzwa kuti Jehovha akanga afunga+ nezvevanakomana vaIsraeri uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo,+ vakabva vakotama, vakagwadama.+
31 Vanhu vakabva vatenda.+ Pavakanzwa kuti Jehovha akanga afunga+ nezvevanakomana vaIsraeri uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo,+ vakabva vakotama, vakagwadama.+