2 Makoronike 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino iye akagadzira atari yemhangura,+ yakanga yakareba makubhiti makumi maviri, yakafara makubhiti makumi maviri, uye yakakwirira makubhiti gumi.+
4 Zvino iye akagadzira atari yemhangura,+ yakanga yakareba makubhiti makumi maviri, yakafara makubhiti makumi maviri, uye yakakwirira makubhiti gumi.+