1 Madzimambo 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha akabva azviratidza kuna Soromoni kechipiri, sokuzviratidza kwaakanga aita kwaari ari muGibhiyoni.+ 2 Makoronike 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akabva ati kwaari: “Kumbira! Ndokupei?”+
2 Jehovha akabva azviratidza kuna Soromoni kechipiri, sokuzviratidza kwaakanga aita kwaari ari muGibhiyoni.+