RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 12:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Munofanira kuenda ikoko nezvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvibayiro zvenyu nezvegumi zvenyu+ nomupiro wemaoko enyu+ nezvinopiwa zvenyu zvemhiko+ nezvinopiwa zvenyu zvokuzvidira+ nematangwe emombe dzenyu neemakwai enyu.+

  • 2 Makoronike 2:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndiani angava nesimba rokumuvakira imba?+ Nokuti haangakwani mumatenga nokumatengatenga,+ uye ndini ani+ kuti ndimuvakire imba kunze kweyokukwidzira utsi hwezvibayiro pamberi pake?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe