RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 6:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Vachaisa zita rangu+ pavanakomana vaIsraeri, kuti ini ndivakomborere.”+

  • Isaya 43:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “mushumiri wangu wandakasarudza,+ kuti muzive+ uye mutende mandiri,+ kuti munzwisise kuti ndini Iye mumwe chete.+ Ndisati ndavapo hapana Mwari akaumbwa,+ uye pashure pangu pakaramba pasina mumwe.+

  • Isaya 63:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Kwenguva refu takava sevaya vamusina kumbotonga, sevaya vasina kumboshevedzwa nezita renyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe