Dheuteronomi 30:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+ Zvirevo 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Munhu anofukidza kudarika kwake haazobudiriri,+ asi anoreurura nokuzvisiya achanzwirwa ngoni.+ Isaya 55:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+
2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+