1 Madzimambo 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Imba iyi ichava murwi wezvakaparadzwa.+ Munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika+ uye acharidza muridzo oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+ 2 Madzimambo 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akapisa imba yaJehovha+ neimba yamambo+ nedzimba dzose dzomuJerusarema;+ uye akapisawo dzimba dzevakuru vose nomoto.+ Jeremiya 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Musavimba nemashoko enhema,+ muchiti, ‘Itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha!’
8 Imba iyi ichava murwi wezvakaparadzwa.+ Munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika+ uye acharidza muridzo oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+
9 Akapisa imba yaJehovha+ neimba yamambo+ nedzimba dzose dzomuJerusarema;+ uye akapisawo dzimba dzevakuru vose nomoto.+
4 Musavimba nemashoko enhema,+ muchiti, ‘Itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha!’