Eksodho 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+ Pisarema 86:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pakati pavanamwari hapana akaita semi, haiwa Jehovha,+Uyewo hapana mabasa akaita seenyu.+ Pisarema 95:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti Jehovha ndiMwari mukuru+Uye ndiMambo mukuru kupfuura vamwe vanamwari vose,+ Pisarema 135:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti ini ndinonyatsoziva kuti Jehovha mukuru,+Uye kuti Ishe wedu anopfuura vamwe vanamwari vose.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+
3 Nokuti Jehovha ndiMwari mukuru+Uye ndiMambo mukuru kupfuura vamwe vanamwari vose,+ Pisarema 135:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti ini ndinonyatsoziva kuti Jehovha mukuru,+Uye kuti Ishe wedu anopfuura vamwe vanamwari vose.+
5 Nokuti ini ndinonyatsoziva kuti Jehovha mukuru,+Uye kuti Ishe wedu anopfuura vamwe vanamwari vose.+