1 Samueri 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura.
6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura.