RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 3:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi ndimi makatanga kuita kuti mushumiri wenyu aone ukuru+ hwenyu noruoko rwenyu rune simba,+ nokuti ndiani mwari ari kumatenga kana kuti ari panyika, anoita mabasa akaita seenyu nezvinhu zvesimba zvakaita sezvenyu?+

  • 2 Samueri 22:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Nokuti ndiani mumwe Mwari aripo kunze kwaJehovha,+

      Nderipi rimwe dombo riripo kunze kwaMwari wedu?+

  • Pisarema 86:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa;+

      Ndimi Mwari, imi moga.+

  • Jeremiya 10:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Asi chokwadi Jehovha ndiMwari.+ Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo nokusingagumi.+ Nokuda kwehasha dzake pasi richazununguka,+ uye hapana marudzi achatsunga paanotsamwa.+

  • 1 VaKorinde 8:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe