Nehemiya 7:66 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Ungano yose seboka rimwe chete yaiva zviuru makumi mana nezviviri nemazana matatu nemakumi matanhatu,+ Jeremiya 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+
66 Ungano yose seboka rimwe chete yaiva zviuru makumi mana nezviviri nemazana matatu nemakumi matanhatu,+
3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+