RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 4:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Panguva iyoyo ndipo pakamira basa paimba yaMwari, yaiva muJerusarema; uye rakaramba rakamira kusvikira mugore rechipiri rokutonga kwaDhariyasi+ mambo wePezhiya.

  • Ezra 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ziso+ raMwari wavo raiva+ pavarume vakuru vevaJudha, uye havana kuvamisa kusvikira mashoko aenda kuna Dhariyasi uye rugwaro pamusoro paizvozvi rwadzoswa.

  • Ezra 6:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Panguva iyoyo mambo Dhariyasi ndipo paakarayira, vakaongorora muimba yezvakanyorwa+ yepfuma yakaiswa imomo muBhabhironi.

  • Dhanieri 11:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvino ndichakuudza chokwadi:+

      “Tarira! MuPezhiya muchamuka madzimambo matatu,+ uye wechina+ achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ose.+ Paanongova nepfuma zhinji, achamutsa zvinhu zvose kuti zvirwe noumambo hweGirisi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe